• Latest News

    Monday, 21 October 2019

    Jerera transporter dating every widow available



    Adulterers repent for the Kingdom of God is at hand. Repent repent. You give HOTH sleepless nights, torrid time, pondering which district or province to pounce on depending on the level philandering.
    This week has been a busy one, with our MP from the south, yes I mean south. Beitbridge South, Gweru South, Chiredzi South, Zaka South, Gwanda South, Zvishavane South, Chikomba South, Chivi South, Mwenezi South, Bikita South, Shurugwi South or Masvingo South. Agona south yacho is guaranteed one full calendar year sub-scription of your favourite weekly.
    Hehede, MP or missing person for the south constituency decided to balloon this other college girl in Harare. Heya ndozvamunoita nhai. This is a warning Mr Legislator, enough of it, if you don’t repent full details next week.
    Vamwe ndovaiti Mai Vaya is now broke because Ndunge akabaya, ii inopisa iyi, vazhinji matovaziva ivavazve vemurume akatiza mhuri yake achida hupenyu huri nyore.
     Kozouya yepa Bureau de Change akati kuuya awa, next to the tax col-lector kwai Mai vakabva Harare vashupa, so for more details on this one do not miss your favourite weekly once again next week.
    As usual Jerera vhiki rino yatora mukombe, kuita kunakura, this one is not only hot but inopisa tsitsi, kusiririsa because the wife is in hospital, she is bedridden after a thorouher hiding from the widow.
    This man will never taste heaven because he is always afyetr widows at the expense of his wife, HOTH anohwira tsitsi mukadzi wacho be-cause haana kuvinga sadza kwaMhofu.
    Ndahwa vazhinji muchiti ndiMhofela haaa tamuziva uyu wezvirori. Yes it’s Mhofu, Mhofela and he also goes after Mhofela widows, Shava.
    It was on a Monday night pakati pousiku kwaMukazi uko Jerera, when Petso Chiruware arranged with this widow who is dark, short and about 45 years from the same line, imomo to meet at night.
    The woman lost her husband some three years ago.
    Petso received a message, SMS from the widow at around 12am and the noise of the phone munozviziva zvimbudzi zvinorira and it also woke up the wife who followed her husband outside.
    Petso could not go to the rendezvous as the wife was following him be-hind as a result he pretended to be relieving himself and went back.
    This irritated the widow who had been waiting and she sent another message but Enji the wife was in hot pursuit again.
    Tomorrow morning Enji akatora fon yemurume wanei mune maMes-sages aisendwa nechirikadzi iyi ichiti ‘chiuya ndava kuseri kuzvimota zvakafa, chiuyai mhofu yomukono’. Zvimota izvi zviri kuseri kweimba yaPetso. Apawo Chirikadzi inoera Mhofu, Shava Ziendanetyaka, mutunhu une mago vanovangira vashura vhu, kutsivira mutumbi chidavarume, vanovhimwa nevanenyanga vasakamonera vakadzi dzenhema vanomonera vakadzi dzamangondi vanochemera wavatanga vane misodzi isingadonhi pasi.
    Mukadzi waPeter neshungu akati regai ndinobvunza Chirikadzi iyi nez-vema SMS aanosendera murume wake husiku. Akangoguma kuti ‘ko nhai maSMS amurikusendera murume wangu anorevei,’
    Chirikadzi iyi yaiva mukadzi wa the late Inno Simomo, MSRIP, yakabva yatora badza ndokutema Enji mumusoro ndokubva amugara ndokutanga kurova nemupini kwava kumusundira kuminzwa kuti abaiwe baiwe.
    This attracted neighbours who came to poor Enji’s rescue and took one of Petso’s trucks to ferry her to the nearest clinic and as we speak she is still detained.
    Enji has threatened to sue the widow to the last cent after she is dis-charged.
    Petso is now enjoying the forbidden fruit as the wife is detained in hospi-tal dzichimwa zvadzo pfuko mahewu adzo dzchisasana nechirikadzi dzakadai kuzara muJerera.
    Petso is also dating this other widow, chinobika sadza paseri peshop yaMunjanga chinonzi Chips with a surname similar to the late President of this country, mind you they are two so guess kuti ndiani
    Till next week makuhwa ngaatsve!
    #Masvingo Mirror#
    • Comment on The Mirror
    • Facebook Comments

    0 comments:

    Post a Comment

    Item Reviewed: Jerera transporter dating every widow available Rating: 5 Reviewed By: http://www.masvingomirror.com/
    Scroll to Top