• Latest News

    Friday, 26 July 2019

    Chivi villagers spank teacher for bedding married women


    What is it that HOTH is hearing from Chivi again, ayewa guys, you are called Chivi and you lead in committing Zvivi, sure sure here. Zvosvodesa izvi Zvivi zvenyu, maticha, headmasters, MPs and student teachers, haaa musadaro vana Murambwi manhi vana Masibanda uko.
    Regai uya akazoti from now on one should bring a reference letter of your last relationship because anga anzwa nekunyepegwa.
    This week tiriko kwa Chief  Chivi maChikwaa Village kuJenye School, one of HOTH’s bosses used to play soccer at this school, yaa muarea imomo kunaana ward 555 ikoko.
    There is this teacherman, rabbi who goes by the name Magojo as you are aware HOTH is not very conversant with names saka iroro rinoita chero risingaiti, it will work and you will not work, Racto.
    Magojo is married to a Policewoman, mungonjo who works in the ancient City at the Central.
    Tikati teacher vakarohwa senyoka yapinda mumba tinenge tasiya zvimwe, teacher vakaita kunonzi kurakashwa, kuzvambaradzwa, spanked, smacked, clobbered. Munongoziva the state of the economy, unopedzegwa shungu.
    Magojo was in the habit of getting in between the sheets with married village women, sneaking behind the backs of their husbands, kusaguta kwaro, zvino zvakaiwana ngwarati. Mukadzi wemunhu haabatwi especially wekwa Chikwaa Village Mai Ravhu mukadzi waMark ehi.
    MaDube, manjenjenje zvino Mai Ravhu was taken back to her parents uyuwo Erreni Stand Up or Arise, Simukai muende the student teacher from Bhondorofu at Jenye is in trouble with husband Givalo Matarura after she was caught dishing it out like confetti to teacher Magojo. Pants down mwana wemudhara, screaming and kicking like never before.
    HOTH is told that three married women fought over the headteacher, Dhuuvhee, at the same school at a borehole, pachibhorabhorani. Pakagwiwa. Kudashurana, umwe akati Mbizi ndewangu umwe akati Zebra is mine,  ndeyangu, umwe akati head ndewangu kunodhliwa mazai haiwo mashura mudunhu, vakadzi vakuru kudamburana hembe.
    NeNzou yateacher kwai yakapindirawo kwaMai Gwenungo uko. Iwo madzimai kuda zvinhu, kungovona teacher naye naye.
    Zaka MP snatches villager’s granny wife
    Haano mashura padunhu, as usual Zaka does not disappoint and this time around it is the highest office in the constituency. The first citizen of the constituency.
    But haunyari ngeiko kuSvuura mukadzi wapoor villager zvake, iyo mbuya iyoo. Kwai yokuva kwete Kiri not that one atenderedza vanhu musoro paZaka including our dishonourable MP. The woman is called Kiri Chakapandukakare, for sure she is a rebel, a specialist in the hide the sausage business, kwaakachera kwakaoma, I hope it’s not Ndunge.
    Kuti hutu MP, magrocery anongonaya zuva roga roga.
    The husband attempted suicide audzwa kuti mukadzi wainda naMP, missing person, but this one is not missing he is always available achiSvuura vana mbuya Kiri. He is missing kuparamende kwete kuConstituency. Kupika naDavis kudai mai inemoto iyi kupengesa MP, kuita dzungu, chadzimira chaicho.
    In her African attire ungati kamuChina, apa vatsvuku and tall always in shades as she bleaches.
    Shoko mukanya iwe, mancube mutupo unekiss pakati, sure kuinda naMP one week dhaa only to come back after being told that her son was killed in an accident, may his soul rest in peace.
    Apa she is the leader of Ward 118 where she gives out loans from Empower Bank, ivo vanopa maloan in kind to different men who care.
    HOTH is informed that the MP paid $200 at the funeral last week but the mistress was chased away by the in-laws.
    But chii nemapoliticians ekuZaka, kubva kuma councillor kusvika kuma MP inhubu zhinji dzacho, but HOTH will leave no stone unturned in trying to expose you all, next time tiri kwenyu hazvigumiri kwaChivi neZaka chete.


    • Comment on The Mirror
    • Facebook Comments

    0 comments:

    Post a Comment

    Item Reviewed: Chivi villagers spank teacher for bedding married women Rating: 5 Reviewed By: http://www.masvingomirror.com/
    Scroll to Top