• Latest News

    Friday, 9 November 2018

    Chivi Village head impregnates married woman

    Sorry my ardent followers last week was quite bad, my sincere apologies, HOTH was looking for cooking oil nezvimwe zvirikushaikwa shaikwa, ehee HOTH anobikawo kumaGumtree ikoko.
     Zvamakadya zvomuka Sabhuku. You thought HOTH is only interested in the urban dwellers only, no bodo tsvo even in the not so sophisticated places where our rural folk tinosvikako because the purpose is to preserve the little that is left of our morals, zvidoko zvacho zvasara.
    In the rural areas HOTH was a little hesitant because the communities are closely knit together but with the advent of panning and crossing the border to work in Soiuth Africa and Botswana uuummmm pakaipa, vakadzi vapera naana Sabhuku, I don’t mean Sabhuku Vharazipi, no his is always closed. I mean this other Villgehead wekwaChivi uko, kwavakabika mabwe vakamwa mito, this time it was a married woman who had the soup ….zvimwe zvacho chingopedzisaiwo.
    Here goes the story of Villagehead Tsurai, Tsaura, Tsurai or Tsanangurai or Tsarai you can choose the name that is easier for you to pronounce as long as musingazo Tsauriki munyaya nekuti kukuTsaurai hatidi fromMadyangove area ikoko kwaChivi, nhasi zvangu Shumba iwe chikara chesango.
    The Sabhuku is white haired and around 74 years old and married, the wife is about 68 years old, vatova mbuyavo zvavo.
    But Sabhuku makapenga kunobvuta chi24 years, aaaah makaipa mudhara murivahombe. Chiramaba kushakara.
    It was around January, February thereabout when this young man of about 27 years decided to go to Gwanda kuno korokoza goridhe, the young man is only known as Baba Simbi and the wife Mai Simbi. He left the wife behind as is always the case nemachinda acho iwawa despite several warnings.
    The wife is about 24 years old and well built, with a stunningly beautiful face but njere dhololo, she is actually a down syndrome pachirungu, chakadzungaira asi chakabatana, vafana vamazuvaano vanoti she is together as one, zvokwadi namadhlira kudai chinoita.
    And when this our young man with one kid akainda kunoshavira mhuri for over five months Sabhuku Tsaura vakati dzawira mutsvanda hadzinetsi kunhongera.
    He started by just helping her to ferry water while he was on his errands heading cattle, yes a whole Villagehead kunofudza mombe, hapana yokutamba because muchenavo hake murume uyu but mumvana vuvava chaiko, haabvi.
    One event led to the other and he managed to convince Mai Simbi that the husband may not come back, so let’s enjoy the forbidden fruit.
    They would have it anywhere, mumakwenzi, kumunda manheru vabva kunovharirira mombe dzevanhu, kudhibhi you name it kohanti bababhoyi vanga vasiko. Kwaiva kuita madiro aJojina chaiko. Wodhliroko Simioni.
    One, two, three aaah aaah until   she got pregaz, kusvika aita nhumbu and fortunately or unfortunately the husband pitched up isati yaakuonekwa.
    When the husband came back life went on as usual until she gave birth recently, apo ndopakatanga ma1 acho manje, chimoto, murume akati mashura, ini ndakadzoka muna May mwana wozvagwa muna October, haiwa bodo tsvo ndaramba.
    Baba Simbi vakati enda kumridzi wenhumbu and at that point she revealed kuti ndisabhuku Tsaura vakaita mabasa and the husband did not waste time.
    He took Mai Simbi nekacheche kavo straight kwaTsau and that is when everybody knew kuti aizve pane nyaya, pane nyaya.
    She also confessed kuti every time they had sex he would pay $2 from the proceeds dzekufudza mombe dzavanhu achipiwa mbichana.
    HOTH is reliably informed kuti nyaya ingangopinda mudare manje manje and HOTH will be there as usual to give you the goings on, blow by blow.
    Till next week, makuhwa ngaauye!
     

    • Comment on The Mirror
    • Facebook Comments

    0 comments:

    Post a Comment

    Item Reviewed: Chivi Village head impregnates married woman Rating: 5 Reviewed By: TheMirror Masvingo
    Scroll to Top